Uwiruwiru hwazuro nhasi namangwana muunganidzwa wemanyukopfungwa atinopakurirwa nananyanduri vane unyanzvi hwekudzamisa ndangariro nekuumba zviumbwapfungwa zvinotekenyedza. Mashoko ari munhetembo idzi anoputika senhondo dzemusasa achitanda sedandemutande pakubata mazera ose uye zviitiko zvakasiyana-siyana zvinosanganikwa nazvo mukurarama kwevanhu. Vananyanduri vari mubhuku rino vakashandisa misambo nezvidavado zvinomwisa mvura kuumba nhapitapi dzenhetembo dzinoti kutekenyedza pfungwa, kuvaraidza nekudzidzisa hupenyu hune mutsa. Kuvaverengi vanhasi namangwana, heino mbuva yehupenyu, ibatisisei In this collection, in Shona, are essays by Zimbabwean poets; words in these poems explode like camp battles serving as a web for dealing with all ages and the various events involved in people’s lives.
Munyaradzi Mawere & Patrick Mawere
Uwiruwiru Hwazuro, Nhasi Namangwana [PDF ebook]
Uwiruwiru Hwazuro, Nhasi Namangwana [PDF ebook]
قم بشراء هذا الكتاب الإلكتروني واحصل على كتاب آخر مجانًا!
شكل PDF ● صفحات 202 ● ISBN 9781779295354 ● حجم الملف 1.6 MB ● محرر Munyaradzi Mawere & Patrick Mawere ● الناشر Africa Talent Publishers ● بلد ZW ● نشرت 2019 ● للتحميل 24 الشهور ● دقة EUR ● هوية شخصية 7170348 ● حماية النسخ Adobe DRM
يتطلب قارئ الكتاب الاليكتروني قادرة DRM